Genesisi 16:3 BDMCS

3 Saka shure kwokugara kwaAbhurama kwamakore gumi muKenani, Sarai mukadzi wake akatora Hagari murandakadzi wake wechiIjipita akamupa kumurume wake kuti ave mukadzi wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16

Maonero Genesisi 16:3 akapoteredza