Genesisi 16:5 BDMCS

5 Ipapo Sarai akati kuna Abhurama, “Ndiwe waita kuti nditambudzike. Ndakaisa murandakadzi wangu mumaoko ako, uye zvino, ava kuziva kuti ava napamuviri, ava kundizvidza. Mwari ngaatonge pakati pangu newe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16

Maonero Genesisi 16:5 akapoteredza