6 Abhurama akati, “Murandakadzi wako ari mumaoko ako. Ita naye zvaunofunga kuti zvakaisvonaka.” Ipapo Sarai akabata Hagari zvakaipa; saka akatiza.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16
Maonero Genesisi 16:6 akapoteredza