Genesisi 16:7 BDMCS

7 Mutumwa waJehovha akawana Hagari ari pedyo netsime raiva murenje; rakanga riri tsime rakanga riri parutivi pomugwagwa unoenda kuShuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16

Maonero Genesisi 16:7 akapoteredza