Genesisi 16:8 BDMCS

8 Uye akati, “Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko, uye uri kuendepiko?” Iye akati, “Ndiri kutiza kubva kuna tenzikadzi wangu Sarai.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16

Maonero Genesisi 16:8 akapoteredza