16 Ndichamuropafadza uye zvirokwazvo ndichakupa mwanakomana naye. Ndichamuropafadza kuitira kuti agozova mai vendudzi; madzimambo amarudzi achabva kwaari.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17
Maonero Genesisi 17:16 akapoteredza