Genesisi 17:17 BDMCS

17 Abhurahama akawira pasi nechiso chake, akaseka uye akati mumwoyo make, “Ko, mwanakomana angaberekwa nomunhu ava namakore zana okuberekwa here? Ko, Sara angabereka mwana iye ava namakore makumi mapfumbamwe here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:17 akapoteredza