14 Pane chinhu chakaoma kuna Jehovha here? Ndichadzokazve kwauri gore rinouya senguva dzakatarwa uye Sara achava nomwanakomana.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18
Maonero Genesisi 18:14 akapoteredza