Genesisi 18:15 BDMCS

15 Sara akatya, saka akareva nhema akati, “Handina kuseka.” Asi iye akati, “Hongu, waseka.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:15 akapoteredza