16 Varume vakati vasimuka kuti vaende, vakatarisa vakananga zasi kuSodhomu, uye Abhurahama akafamba navo achivaperekedza.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18
Maonero Genesisi 18:16 akapoteredza