28 ko, kana kukashayikwa vashanu kuna vakarurama vana makumi mashanu? Muchaparadza guta rose nokuda kwavashanu ava here?” Akati, “Kana ndikawana makumi mana navashanu imomo, handingariparadzi.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18
Maonero Genesisi 18:28 akapoteredza