Genesisi 18:29 BDMCS

29 Zvakarezve akataura kwaari akati, “Ko, kana kukawanikwa makumi mana chete?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi mana iwayo, handingaiti izvozvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:29 akapoteredza