Genesisi 18:30 BDMCS

30 Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai nditaure hangu. Ko, kana makumi matatu chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Handingaiti izvozvo kana ndikawana makumi matatu chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:30 akapoteredza