Genesisi 18:31 BDMCS

31 Abhurahama akati, “Zvino zvandatsunga hangu kudai kuti nditaure kuna Ishe, ko, kana makumi maviri akawanikwamo?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi maviri iwayo, handingariparadzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:31 akapoteredza