Genesisi 18:32 BDMCS

32 Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai hangu nditaurezve kamwe chete. Ko, kana gumi chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Nokuda kwaivavo gumi, handingariparadzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:32 akapoteredza