Genesisi 18:33 BDMCS

33 Jehovha akati apedza kutaura naAbhurahama, akabva, uye Abhurahama akadzoka kumba kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:33 akapoteredza