15 Mambakwedza, vatumwa vakakurudzira Roti vachiti, “Kurumidza! Tora mukadzi wako navanasikana vako vaviri vaunavo, kuti murege kuparadzwa kana guta roparadzwa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19
Maonero Genesisi 19:15 akapoteredza