Genesisi 19:16 BDMCS

16 Akati achinonoka, varume vakabata ruoko rwake uye namaoko omukadzi wake neavanasikana vake vaviri vakavabudisa zvakanaka kunze kweguta, nokuti Jehovha akavanzwira tsitsi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:16 akapoteredza