18 Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 2
Maonero Genesisi 2:18 akapoteredza