Genesisi 2:19 BDMCS

19 Zvino Jehovha Mwari akanga aumba kubva muvhu, mhuka dzose dzesango neshiri dzose dzedenga. Akazviuyisa kumunhu kuti aone kuti achazvitumidza mazita api, uye chisikwa chipenyu chimwe nechimwe sezvachakatumidzwa nomunhu, ndiro rakava zita racho.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 2

Maonero Genesisi 2:19 akapoteredza