Genesisi 20:6 BDMCS

6 Ipapo Mwari akati kwaari mukurota, “Hongu, ndinozviziva kuti wakaita izvi nehana yakachena, nokudaro ndakukonesa kuti unditadzire. Ndokusaka ndisina kukutendera kuti umubate.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 20

Maonero Genesisi 20:6 akapoteredza