Genesisi 20:7 BDMCS

7 Zvino chidzosera mukadzi womurume uyu, nokuti muprofita, uye achakunyengeterera urarame. Asi kana usina kumudzosa, uzive kuti iwe navose vari vako muchafa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 20

Maonero Genesisi 20:7 akapoteredza