Genesisi 21:16 BDMCS

16 Ipapo akabvapo akandogara pedyo naipapo, nhambwe inenge ingasvika museve, nokuti akafunga mumwoyo make akati, “Handingatariri mukomana achifa.” Uye agere pedyo ipapo akatanga kuchema.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21

Maonero Genesisi 21:16 akapoteredza