Genesisi 21:17 BDMCS

17 Mwari akanzwa mukomana achichema, uye mutumwa waMwari akadana Hagari kubva kudenga akati kwaari, “Zvaita seiko Hagari? Usatya; Mwari anzwa kuchema kwomukomana paakavata apo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21

Maonero Genesisi 21:17 akapoteredza