Genesisi 22:11 BDMCS

11 Asi mutumwa waJehovha akadanidzira kwaari kubva kudenga akati, “Abhurahama! Abhurahama!” Iye akapindura akati, “Ndiri pano hangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:11 akapoteredza