Genesisi 22:12 BDMCS

12 Akati, “Usaisa ruoko rwako pamukomana. Usamboita chimwe chinhu kwaari. Zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari, nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe woga.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:12 akapoteredza