21 Uzi dangwe, Bhuzi munun'una wake, Kemueri (baba vaAramu),
22 Kesedhi, Hazo, Piridhashi, Jidhirafi naBhetueri.”
23 Bhetueri akabereka Rabheka. Mirika akaberekera Nahori munun'una waAbhurahama vanakomana vasere ava.
24 Murongo wake ainzi Reuma, naiyewo akava navanakomana vaiti: Tebha, Gahamu, Tahashi naMaaka.