Genesisi 22:24 BDMCS

24 Murongo wake ainzi Reuma, naiyewo akava navanakomana vaiti: Tebha, Gahamu, Tahashi naMaaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:24 akapoteredza