5 Akati kuvaranda vake, “Sarai henyu pano nembongoro iyi ini nomukomana timboyambukira uko. Tichandonamata uye ipapo tichadzoka hedu kwamuri.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22
Maonero Genesisi 22:5 akapoteredza