Genesisi 22:6 BDMCS

6 Abhurahama akatora huni dzechipiriso chinopiswa akadziisa pana Isaka mwanakomana wake, uye iye pachake akatakura moto nebanga. Pavakanga vachifamba pamwe chete vari vaviri,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:6 akapoteredza