Genesisi 24:10 BDMCS

10 Ipapo muranda akatora ngamera dzatenzi wake gumi akaenda, akatora mhando dzezvinhu zvose zvakanaka kubva kuna tenzi wake. Akasimuka akaenda kuAramu Naharaimu uye akananga kuguta reNahori.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:10 akapoteredza