11 Akaita kuti ngamera dzipfugame pasi pedyo netsime raiva kunze kweguta; kwakanga kwava kudoka, nguva yaibuda vakadzi kundochera mvura.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24
Maonero Genesisi 24:11 akapoteredza