Genesisi 24:12 BDMCS

12 Akanyengetera akati, “Haiwa Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahama, itai kuti ndibudirire nhasi, muitire tenzi wangu Abhurahama zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:12 akapoteredza