15 Asati apedza kunyengetera, Rabheka akasvika nechirongo chake papfudzi rake. Akanga ari mwanasikana waBhetueri mwanakomana waMirika, mukadzi waNahori munun'una waAbhurahama.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24
Maonero Genesisi 24:15 akapoteredza