Genesisi 24:16 BDMCS

16 Musikana akanga akanaka kwazvo, ari mhandara; hakuna murume akanga ambovata naye. Akaenda kutsime, akazadza chirongo chake akadzokazve.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:16 akapoteredza