Genesisi 24:17 BDMCS

17 Muranda akamhanya akandosangana naye akati, “Ndapota, ndipewo mvura shoma shoma yokunwa kubva muchirongo chako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:17 akapoteredza