Genesisi 24:47 BDMCS

47 “Ndamubvunza ndikati, ‘Uri mwanasikana waaniko?’“Iye ati, ‘Ndiri mwanasikana waBhetueri mwanakomana waNahori, waakaberekerwa naMirika.’“Ipapo ndaisa mhete pamhino yake nezvishongo mumaoko ake,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:47 akapoteredza