Genesisi 24:48 BDMCS

48 uye ndakotama pasi ndikanamata Jehovha. Ndarumbidza Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahama, uyo akanditungamirira munzira yakarurama kuti ndiwane muzukuru womunun'una watenzi wangu kuti ave mukadzi womwanakomana wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:48 akapoteredza