Genesisi 24:49 BDMCS

49 Zvino kana muchaitira zvakanaka nokutendeka kuna tenzi wangu, ndiudzei; uye kana zvisizvo, ndiudzei, kuti ndigoziva kwokuenda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:49 akapoteredza