50 Rabhani naBhetueri vakapindura vakati, “Izvi zvinobva kuna Jehovha; isu hatina chinhu chatingataura kwauri, chakaipa kana chakanaka.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24
Maonero Genesisi 24:50 akapoteredza