Genesisi 27:19 BDMCS

19 Jakobho akati kuna baba vake, “Ndini Esau dangwe renyu. Ndaita sezvamandiudza. Ndapota, mukai mudye nyama yemhuka yangu kuitira kuti mundipe maropafadzo enyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:19 akapoteredza