Genesisi 27:20 BDMCS

20 Isaka akabvunza mwanakomana wake akati, “Waiwana seiko nokukurumidza zvakadai, mwanakomana wangu?” Iye akapindura akati, “Jehovha Mwari wenyu aita kuti ndibudirire.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:20 akapoteredza