Genesisi 27:21 BDMCS

21 Ipapo Isaka akati kuna Jakobho, “Swedera pedyo kuti ndikubate, mwana wangu, kuti ndizive kana uri Esau mwanakomana wangu chaiye kana kwete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:21 akapoteredza