Genesisi 27:30 BDMCS

30 Shure kwokunge Isaka apedza kumuropafadza uye Jakobho achangobva pamberi pababa vake, mukoma wake Esau akasvika achibva kundovhima.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:30 akapoteredza