Genesisi 27:31 BDMCS

31 Naiyewo akagadzira nyama inonaka akauya nayo kuna baba vake. Ipapo akati kwavari, “Baba vangu, mukai mudye nyama yangu yemhuka, kuti mugondipa maropafadzo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:31 akapoteredza