Genesisi 27:36 BDMCS

36 Esau akati, “Haana kutumidzwa zita chairo here rokuti Jakobho? Akandinyengera kaviri kose: Akatora udangwe hwangu, uye zvino atora maropafadzo angu!” Ipapo akabvunza akati, “Ko, hamuna kundichengeterawo kana ropafadzo here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:36 akapoteredza