Genesisi 27:37 BDMCS

37 Isaka akapindura Esau akati, “Ndamuita ishe wako uye ndakaita hama dzake dzose varanda vake, uye ndamusimbisa nezviyo newaini itsva. Saka chiiko chandichagona kukuitira mwana wangu?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:37 akapoteredza