Genesisi 27:46 BDMCS

46 Ipapo Rabheka akati kuna Isaka, “Ndinosemburwa noupenyu nokuda kwavakadzi vechiHiti ava. Kana Jakobho akatora mukadzi anobva pakati pavakadzi vechiHiti vakaita savava, kurarama kwangu hakungavi namaturo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:46 akapoteredza