Genesisi 28:1 BDMCS

1 Saka Isaka akadana Jakobho uye akamuropafadza akamurayira achiti, “Usawana mukadzi muKenani.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:1 akapoteredza