Genesisi 28:13 BDMCS

13 Pamusoro pawo ipapo pakanga pamire Jehovha, uye akati, “Ndini Jehovha, Mwari wababa vako Abhurahama naMwari waIsaka. Ndichakupa iwe nezvizvarwa zvako nyika yauvete pairi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:13 akapoteredza